{"id":239332,"created_at":"2021-10-13 17:14:13","updated_at":"2025-03-31 08:24:13","deleted_at":null,"published_at":"2021-10-13 17:14:13","original_id":null,"artist_id":116702,"title":"Moyo wangu Nyarara","slug":"moyo-wangu-nyarara","status":"published","description":null,"album_id":null,"streets":1,"source_type":"s3","source":"file","lyrics":"*Chorus* \r\nMoyo wangu nyarara \r\nIwe nyarara aaaa \r\n\r\n *Hook* \r\nIiiiii\r\n\r\n Iwe nyarara \r\n\r\nHazvifanane\r\n\r\nMoyo wangu nyarara \r\nIwe nyarara \r\n\r\nHazvisi nyore kurasikirwa \r\nAsi tsunga usimbe \r\nPfugama unamate \r\nMwari Mwari Hutiziro wesu \r\n\r\nVamwe vanopupura kunababa \r\nWaive nemoyo muchena \r\nMamutorerei \r\nWaive wakachena mamutorerei\r\nAsi kana matonga hakuna\r\nAnoramba\r\n\r\nMoyo wangu nyarara \r\n\r\nWaivea neshungu \r\n\r\nMoyo wangu nyarara \r\n\r\nHazvifanane \r\n\r\nMoyo wangu nyarara \r\n\r\nNguva hadzifani\r\n\r\nIwe nyarara\r\n\r\nChema netariro \r\n\r\nMoyo wangu nyarara \r\n\r\nIwe nyarara iwe \r\n\r\nIwe nyarara\r\n\r\nMoyo wangu nyarara \r\n\r\nHazvifani nguva hadzifani \r\n\r\n\r\n\r\nHanzi dai ndaenda naye aive neshungu \r\nNguva hadzifani mwari vatonga\r\nMwari uyu mwari mwari uyu \r\nMwari mwari vatonga\r\n\r\nUsacheme watonga usacheme watonga \r\n\r\nIiiiii","download_count":216,"play_count":60,"restrict_download":0,"generated_thumbnail":null,"flag_count":0,"download_count_24":1,"download_count_24_at":"2025-03-31","reupload_sent":0,"thumb_path":"https:\/\/s3.eu-central-1.amazonaws.com\/sol-assets\/uploads\/public\/616\/6f7\/192\/thumb_752792_300_300_0_0_crop.jpg","status_reason":"published","status_reason_alt":null,"tags":[]}
Loading your song...
Downloads: 216
Song Lyrics:
*Chorus*
Moyo wangu nyarara
Iwe nyarara aaaa
*Hook*
Iiiiii
Iwe nyarara
Hazvifanane
Moyo wangu nyarara
Iwe nyarara
Hazvisi nyore kurasikirwa
Asi tsunga usimbe
Pfugama unamate
Mwari Mwari Hutiziro wesu
Vamwe vanopupura kunababa
Waive nemoyo muchena
Mamutorerei
Waive wakachena mamutorerei
Asi kana matonga hakuna
Anoramba
Moyo wangu nyarara
Waivea neshungu
Moyo wangu nyarara
Hazvifanane
Moyo wangu nyarara
Nguva hadzifani
Iwe nyarara
Chema netariro
Moyo wangu nyarara
Iwe nyarara iwe
Iwe nyarara
Moyo wangu nyarara
Hazvifani nguva hadzifani
Hanzi dai ndaenda naye aive neshungu
Nguva hadzifani mwari vatonga
Mwari uyu mwari mwari uyu
Mwari mwari vatonga
Usacheme watonga usacheme watonga
Iiiiii
Subscribe to get the hottest exclusive music and content straight to your inbox!
Help us verify you before we continue...
We were not able to verify you. Please try again.